MP3JOSS

AFM in Zimbabwe hymn 9 (Ndinoshamiswa kwazvo)

AFM in Zimbabwe hymn 9 (Ndinoshamiswa kwazvo)

Choose Download Format

Download MP3 Download MP4

Details

TitleAFM in Zimbabwe hymn 9 (Ndinoshamiswa kwazvo)
Authorpreshmore
Duration4:37
File FormatMP3 / MP4
Original URL https://youtube.com/watch?v=kJTYdlgUd4s

Description

Ndinoshamiswa kwazvo
Namabasa makuru
Akaitiwa newe
Ose anorumbidza
Ukuru hwenyu Mwari (Your greatness)
Hunoshamisa kwazvo (is truly amazing!)

Kana ndorangarira (When I think about)
Mabasa okudenga (The works in heaven)
Kana ndorangarira (When I think about)
Mabasa apanyika (The works on earth)
Inobuda misodzi (I weep)
Kana ndafunga iwe (When I think of You)

Mwari vatatu mumwe (God, You are the Trinity)
Itai kuti tikudei (Please make us love You)
Nokuti makatida (Because you have loved us)
Makazotipa Jesu (You gave us Jesus)
Watipa mweya wako (You have given us)
Wokutipupurira (Your Spirit of witnesses)

Rumbidza iwe denga! (Praise, O you heavens)
Rumbidza iwe nyika! (Priase, O you earth)
Rumbidza iwe gungwa! (Praise, O you ocean)
Nesu ngatirumbidze! (Let us also praise)
Uyu musiki wedu (This our Creator)
Ane rudo rukuru (With such a great love)

Haleluyah, Amen!

🎧 Just For You

🎵 Forget You - Ceelo Green 🎵 Daisies (If Duplicate, Skip) 🎵 Birds Of A Feather - Billie Eilish 🎵 Headphones On - Addison Rae 🎵 Let Her Go - Passenger 🎵 Blinding Lights - The Weeknd 🎵 Tau Mich Auf - Zartmann 🎵 The Door - Teddy Swims 🎵 Abracadabra - Lady Gaga 🎵 Sex On Fire - Kings Of Leon 🎵 Dior - Mk & Chrystal 🎵 Be Mine - Kamrad